Svetuka kuchirochemo

Hukukutu

Kubva Wikipedia

Hukukutu (hardness in English) zvinoreva kuti chinhu chakasimba zvokuti hachimarike zviri nyore. Diamond inozivikanwa nokuva nehukukutu zvokuti hakuna chimwe chinokwanisa kuimara. Nokudaro diamond inoshandoswa pama drill anoshandiswa kucheka dombo pasi pemugodhi.

Kukukutara (be hard).

Gukuta (dry skin) zvichireva ganda rakawoma. Gukuta izita remhuri.

  • VaSwahili vanoti kukutaa (be hard, be dried off e.g. the ground dried by the sun) zvichireva kuwomarara.
  • VaSwahili vanoti kukutika (be dry, dried off). Umbundu vanoti kukuta (v.s. dry) kureva kukukuta.
  • Baila vanoti bukukutu (extreme hardness) vachireva hukukutu. Baila vanoti buzumo (hardness) vachireva kuwomarara.
  • Herero vanoti ou-kukutu (n. hardness) kureva hukukutu. Mamwe mazwi: kukutisa (n. harden) kureva kukukuta.
pFad - Phonifier reborn

Pfad - The Proxy pFad of © 2024 Garber Painting. All rights reserved.

Note: This service is not intended for secure transactions such as banking, social media, email, or purchasing. Use at your own risk. We assume no liability whatsoever for broken pages.


Alternative Proxies:

Alternative Proxy

pFad Proxy

pFad v3 Proxy

pFad v4 Proxy