Content-Length: 114769 | pFad | http://sn.wikipedia.org/wiki/Husiku

Husiku - Wikipedia Svetuka kuchirochemo

Husiku

Kubva Wikipedia

Husiku (Night in English) inguva yokunge zuva ranyura kunze kwava nerima. Kana kusina makore nyenyedzi dzinoonekwa nguva iyoyi uye mwedzi unokwanisa kuonekwa zvakare.

Kurerutsa Mutauro

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • Nyaya inonzi husiku huviri inotaurwa nhoroondo yemusi uyo zuva rakadzikatidzwa nemwedzi kwakava nerima zuva richiri pakurova nhongonya.
  • Tichavatako masiku maviri: We shall sleep there two nights.
  • Kusvipirwa (to be benighted; still on a task or journey after dusk) zvinoreva kudokerwa nezuva uchiri kushanda kana kuti uri parwendo.
  • Zuva rina meso, deko rine nzeve.
  • Chiverevere ndechousiku chamasikati vazhinji vangouya. Secret is that which occurs at night; for that which occurs by day people will come.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]








ApplySandwichStrip

pFad - (p)hone/(F)rame/(a)nonymizer/(d)eclutterfier!      Saves Data!


--- a PPN by Garber Painting Akron. With Image Size Reduction included!

Fetched URL: http://sn.wikipedia.org/wiki/Husiku

Alternative Proxies:

Alternative Proxy

pFad Proxy

pFad v3 Proxy

pFad v4 Proxy