Content-Length: 193315 | pFad | https://sn.wikipedia.org/wiki/Holandi

Holandi - Wikipedia Svetuka kuchirochemo

Holandi

Kubva Wikipedia
Holandi
kana: Vuholandi, VoNetalandi, Netalanzi
Chidhachi: Nederland
Rwiyo: Het Wilhelmus, "The William"

Holandi (Chidhachi: Nederland) kana VoNetalandi, inyika yakagadzikwa kuYuropu ye Maodzanyembaemadokero inemateritori ekunze kwayo muVoKaribhi. Ndiyo nyika ikuru pakati penyika ina dzikonsichuendi dze Umambo we Nedhalandi. Holandi inematunhu guminembiri; inoganhurana ne Jerumani kumabvazuva, ne Bherujyamu kuchamhembe, nekostilayini re Bhahari re Maodzanyemba kumaodzanyemba ne madokero. Inopanana miganhu remaritayimu ne Bhuritani, Jerumani uye Bherujyamu muBhahari reMaodzanyemba.

Mutauro wayo wechihofisi iChidhahi, Chifurisi Chemadokero ndicho mutauro wechihofisi wechipiri mudunhu re Vufurise (Friesland). Chidhadhi, Chingezi ne Chipapiamentho ndiwo mitauro yechihofisi yemateritori ayo emuKaribhi.



Yuropu

Andora · Arubhaniya · Arumeniya · Azeribhaijani · Bherarusi · Bherujyamu · Bhoziniya ne Herizegovhina · Bhuritani · Bhurugariya · Cheki · Dhanemaki · Estonia · Furanzi · Holandi · Hlovhakiya · Hlovheniya · Hungariya · Itari · Jojiya · Jerumani · Kazakhistani · Kurohesha · Maruta · Masedhoniya Maodzanyemba · Monako · Monthenegiro · Morudhovha · Musande Marino · Noruweyi · Ostiriya · Polandi · Putugaro · Rakisombhegi · Rativhiya · Rhashiya · Rishenistayini · Ritwaniya · Romania · Saipurasi · Serubhiya · Speini · Swidheni · Turuki · Vhatikani · Vugiriki · Vufini · Vukireni · Vusvwisi · Yerelendi · Yisirandi









ApplySandwichStrip

pFad - (p)hone/(F)rame/(a)nonymizer/(d)eclutterfier!      Saves Data!


--- a PPN by Garber Painting Akron. With Image Size Reduction included!

Fetched URL: https://sn.wikipedia.org/wiki/Holandi

Alternative Proxies:

Alternative Proxy

pFad Proxy

pFad v3 Proxy

pFad v4 Proxy